Online Bible

- Advertisements -




Joshua 2:9 - Shona BIBLE

9 akati kuvarume, “Ndinoziva kuti Jehovha akakupai nyika, tinokutyai kwazvo, vanhu vose vagere munyika vavhunduka pamberi penyu.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 akati kuʋarume: Ndinoziʋa kuti Jehova wakakupai nyika, tinokutyai kwaɀo, ʋanhu ʋose ʋagere munyika ʋavunduka pamberi penyu.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

9 akati kuvarume, “Ndinoziva kuti Jehovha wakakupai nyika, tinokutyai kwazvo, vanhu vose vagere munyika vavhunduka pamberi penyu.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 akati kuvarume ivavo, “Chandinoziva ndechokuti, Tenzi akakupai nyika ino uye tiri kukutyai chaizvo, vanhu vose vomunyika ino vari kukutyai.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 akati kuvarume ivavo, “Chandinoziva ndechokuti, Tenzi akakupai nyika ino uye tiri kukutyai chaizvo, vanhu vose vomunyika ino vari kukutyai.

See the chapter Copy




Joshua 2:9

Follow us:

Advertisements


Advertisements