Joshua 2:7 - Shona BIBLE7 Varume vakavateverera nenzira inoenda Jodhani, kusvikira kumazambuko; zvino vakavatevera vakati vabuda, suwo rikazarirwa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ʋarume ʋakaʋateʋerera nenzira inoenda Joridani, kuȿikira kumazambuko; ɀino ʋakaʋateʋerera ʋakati ʋaɓuɗa, suʋo rikazarirwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Varume vakavateverera nenzira inoenda Jorodhani, kusvikira kumazambuko; zvino vakavatevera vakati vabuda, suo rikazarirwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Saka varume vaya vakabvapo vachironda vasori vaya, vakaenda nenzira yokunaJorodhani vakasvika kumazambuko. Pavakangoti budeimo, suo guru reguta rakabva rapfigwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Saka varume vaya vakabvapo vachironda vasori vaya, vakaenda nenzira yokunaJorodhani vakasvika kumazambuko. Pavakangoti budeimo, suo guru reguta rakabva rapfigwa. See the chapter |