Johane 8:41 - Shona BIBLE41 Imi munoita mabasa ababa venyu.” Vakati kwaari, “Hatina kuberekwa noupombwe; tina Baba vamwechete, iye Mwari.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Imi munoita maɓasa aɓaɓa ʋenyu. Ʋakati kwaari: Hatina‐kuɓerekwa noʋupombge; tinaƂaɓa ʋamŋe, iye Mŋari. See the chapterShona Bible 1949 revised 200241 Imi munoita mabasa ababa venyu.” Vakati kwaari, “Hatina kuberekwa noupombwe; tina baba vamwechete, iye Mwari.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Imi munoita zvinoitwa nababa venyu.” Ivo vakati kwaari, “Isu hatisi vana vomusango. Tina Baba mumwechete, iye Mwari pachake.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona41 Imi munoita zvinoitwa nababa venyu.” Ivo vakati kwaari, “Isu hatisi vana vomusango. Tina Baba mumwechete, iye Mwari pachake.” See the chapter |