Johane 8:38 - Shona BIBLE38 “Ini ndinotaura zvandakaona kuna Baba vangu; imi munoitawo zvamanzwa kuna baba venyu.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 Ini ndinoreʋa iɀo ɀandakaʋona kunaƂaɓa ʋaŋgu; imi munoita ʋo ɀamanzwa kunaɓaɓa ʋenyu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200238 “Ini ndinotaura zvandakaona kuna baba vangu; imi munoitawo zvamanzwa kuna baba venyu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Ini ndinotaura zvandakaona kuna Baba vangu. Imiwo munoita zvamakanzwa kunababa venyu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona38 Ini ndinotaura zvandakaona kuna Baba vangu. Imiwo munoita zvamakanzwa kunababa venyu.” See the chapter |