Johane 8:36 - Shona BIBLE36 Naizvozvo kana Mwanakomana achikusunungurai, muchava vakasununguka kwazvo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Naiɀoɀo kana Mŋanakomana acikusunuŋgurai, mucaʋa ʋakasunuŋguka kwaɀo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200236 Naizvozvo kana Mwanakomana achikusunungurai, muchava vakasununguka kwazvo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Saizvozvo kana Mwanakomana akakupai rusununguko muchava norusununguko ruzere. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona36 Saizvozvo kana Mwanakomana akakupai rusununguko muchava norusununguko ruzere. See the chapter |