Johane 8:22 - Shona BIBLE22 Zvino vaJudha vakati, “Achazviuraya kanhi, zvaanoti, pandinoenda, imi hamungauyipo?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ɀino ʋaJuda ʋakati: Ucaɀiʋuraya kanhi, ɀaanoti: Pandinoenda, imi hamuŋgaʋuyi’po? See the chapterShona Bible 1949 revised 200222 Zvino vaJudha vakati, “Achazviuraya kanhi, zvaanoti, pandinoenda, imi hamungauyipo?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 VaJudha ndokuti, “Achazviuraya here zvaari kuti kwandinoenda hamukwanisi kuuyako?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona22 VaJudha ndokuti, “Achazviuraya here zvaari kuti kwandinoenda hamukwanisi kuuyako?” See the chapter |