Johane 7:7 - Shona BIBLE7 “Nyika haingakuvengi imi; asi inondivenga ini, nokuti ndinoipupurira, kuti mabasa ayo akaipa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Nyika haiŋgakuʋeŋgiyi imi; asi inondiʋeŋga ini, nokuti ndinoipupurira, kuti maɓasa ayo akaipa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 “Nyika haingakuvengi imi; asi inondivenga ini, nokuti ndinoipupurira, kuti mabasa ayo akaipa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Imi nyika haikuvengei asi ini inondivenga nokuti ndinoidurira kuti zvainoita zvakaipa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Imi nyika haikuvengei asi ini inondivenga nokuti ndinoidurira kuti zvainoita zvakaipa. See the chapter |