Johane 7:6 - Shona BIBLE6 Ipapo Jesu akati kwavari, “Nguva yangu ichigere kusvika; asi nguva yenyu inogara yakagadzirwa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ipapo Jesu akati kwaʋari: Ŋguʋa yaŋgu icigere kuȿika; asi ŋguʋa yenyu inogara yakagadzirwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 Ipapo Jesu akati kwavari, “Nguva yangu ichigere kusvika; asi nguva yenyu inogara yakagadzirwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Jesu akavati, “Nguva yangu haisati yasvika asi kwamuri chero nguva inguva kwayo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 Jesu akavati, “Nguva yangu haisati yasvika asi kwamuri chero nguva inguva kwayo. See the chapter |