Johane 7:40 - Shona BIBLE40 Zvino vamwe pakati pavanhu vazhinji vakati vachinzwa mashoko awa, vakati, “Zvirokwazvo uyu muporofita.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 Ɀino ʋamŋe pakati paʋanhu ʋazhinji ʋakati ʋacinzwa mashoko awa, ʋakati: Ɀirokwaɀo uyu muprofita. See the chapterShona Bible 1949 revised 200240 Zvino vamwe pakati pavanhu vazhinji vakati vachinzwa mashoko awa, vakati, “Zvirokwazvo uyu muporofita.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Vamwe vanhu vaiva mugungano iroro, pavakanzwa mazwi aya vakati, “Uyu ndiye chaiye muporofita uya.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona40 Vamwe vanhu vaiva mugungano iroro, pavakanzwa mazwi aya vakati, “Uyu ndiye chaiye muporofita uya.” See the chapter |