Online Bible

- Advertisements -

Johane 7:39 - Shona BIBLE

39 Asi izvi akareva Mweya, aizopiwa avo vaitenda kwaari, nokuti Mweya akanga asati avapo, nokuti Jesu akanga asati akudzwa.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

39 Asi iɀi wakareʋa ɀoMŋeya, waizopiwa aʋo ʋaitenda kwaari, nokuti Mŋeya wakaŋga usati waʋa’po, nokuti Jesu wakaŋga asati akudzwa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

39 Asi izvi akareva Mweya, aizopiwa avo vaitenda kwaari, nokuti Mweya akanga asati avapo, nokuti Jesu akanga asati akudzwa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

39 Izvozvo aitaura nezvaMweya aizogamuchirwa navanotenda maari nokuti Mweya akanga asati apiwa kuvanhu nokuti Jesu akanga asati awaniswa mbiri yake.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

39 Izvozvo aitaura nezvaMweya aizogamuchirwa navanotenda maari nokuti Mweya akanga asati apiwa kuvanhu nokuti Jesu akanga asati awaniswa mbiri yake.

See the chapter Copy

Johane 7:39

Follow us:

Advertisements

Advertisements