Johane 7:30 - Shona BIBLE30 Naizvozvo vakatsvaka kumubata, asi kwakanga kusina munhu akaisa ruoko kwaari, nokuti nguva yake yakanga isati yasvika. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Naiɀoɀo ʋakatȿaka kumuɓata, asi kwakaŋga kusinomunhu wakaisa ruʋoko kwaari, nokuti ŋguʋa yake yakaŋga isati yaȿika. See the chapterShona Bible 1949 revised 200230 Naizvozvo vakatsvaka kumubata, asi kwakanga kusina munhu akaisa ruoko kwaari, nokuti nguva yake yakanga isati yasvika. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Naizvozvo vakada kumusunga. Asi hapana akambomubata nokuti nguva yake yakanga isati yasvika. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona30 Naizvozvo vakada kumusunga. Asi hapana akambomubata nokuti nguva yake yakanga isati yasvika. See the chapter |