Johane 7:23 - Shona BIBLE23 “Zvino kana munhu angadzingiswa neSabata, kuti murairo waMosesi urege kutyorwa, ko imi monditsamwira nokuti ndakaporesa munhu wose neSabata here? See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ɀino kana munhu aŋgadziŋgiswa nesaɓata, kuti murairo waMosesi urege kuputswa, ko imi monditsamŋira nokuti ndakaporesa munhu wose nesaɓata here? See the chapterShona Bible 1949 revised 200223 “Zvino kana munhu angadzingiswa neSabata, kuti murayiro waMosesi urege kutyorwa, ko imi monditsamwira nokuti ndakaporesa munhu wose neSabata here? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Kana muchidzingisa munhu nezuva reSabata muchiitira kuti mutemo waMosesi urege kutyorwa. Ko zvino munoshatirirwei kana ndakaporesa munhu zvokupedzeredza pamusi weSabata? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona23 Kana muchidzingisa munhu nezuva reSabata muchiitira kuti mutemo waMosesi urege kutyorwa. Ko zvino munoshatirirwei kana ndakaporesa munhu zvokupedzeredza pamusi weSabata? See the chapter |