Johane 7:20 - Shona BIBLE20 Vanhu vazhinji vakapindura, vachiti, “Uno mweya wakaipa iwe; ndianiko anotsvaka kukuuraya?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ʋanhu ʋazhinji ʋakapindura, ʋaciti: Unomŋeya wakaipa iwe; ndianiko unotȿaka kukuʋuraya? See the chapterShona Bible 1949 revised 200220 Vanhu vazhinji vakapindura, vachiti, “Uno mweya wakaipa iwe; ndianiko anotsvaka kukuuraya?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Vanhu vakamupindura vachiti, “Une mweya wakaipa iwe! Ndiani arikuda kukuuraya?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona20 Vanhu vakamupindura vachiti, “Une mweya wakaipa iwe! Ndiani arikuda kukuuraya?” See the chapter |