Johane 7:17 - Shona BIBLE17 Kana munhu achida kuita kuda kwake, achaziva kana kudzidzisa uku kuchibva kuna Mwari, kana ndichizvitaurira ndimene. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Kana munhu aciɗa kuita kuɗa kwake, ucaziʋa kana kudzidzisa uku kucibva kunaMŋari, kana ndiciɀitaurira ndimene. See the chapterShona Bible 1949 revised 200217 Kana munhu achida kuita kuda kwake, achaziva kana kudzidzisa uku kuchibva kuna Mwari, kana ndichizvitaurira ndimene. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Kana munhu ane chido chokuita zvinoda Mwari anobva aziva kuti rudzidziso urwu runobva kuna Mwari here, kana kuti ndiri kutaura zvomusoro wangu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona17 Kana munhu ane chido chokuita zvinoda Mwari anobva aziva kuti rudzidziso urwu runobva kuna Mwari here, kana kuti ndiri kutaura zvomusoro wangu. See the chapter |