Online Bible

- Advertisements -

Johane 7:12 - Shona BIBLE

12 Kugun'un'una kukuru kukavapo pakati pavazhinji pamusoro pake, vamwe vachiti, “Akanaka;” vamwe vachiti, “Kwete, anotsausa vanhu vazhinji.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Kuŋuŋuna kukuru kukaʋa’po pakati paʋazhinji pamsoro pake, ʋamŋe ʋaciti: Wakanaka; ʋamŋe ʋaciti: Kwete, unotsausa ʋanhu ʋazhinji.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Kugun'un'una kukuru kukavapo pakati pavazhinji pamusoro pake, vamwe vachiti, “Akanaka;” vamwe vachiti, “Kwete, anotsausa vanhu vazhinji.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Pakanga pachiitwa chizevezeve kwazvo nezvake mukati mavanhu. Vamwe vaiti, “Munhu wakanaka;” vamwewo vachiti, “Kwete, ari kurasisa vanhu kusiri iko.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Pakanga pachiitwa chizevezeve kwazvo nezvake mukati mavanhu. Vamwe vaiti, “Munhu wakanaka;” vamwewo vachiti, “Kwete, ari kurasisa vanhu kusiri iko.”

See the chapter Copy

Johane 7:12

Follow us:

Advertisements

Advertisements