Online Bible

- Advertisements -




Johane 6:65 - Shona BIBLE

65 Akati, “Nemhaka iyi ndakati kwamuri, kuti hakuna munhu angauya kwandiri, kana asina kuzvipiwa naBaba.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

65 Akati: Nemhaka iyi ndakati kwamuri, kuti hakunomunhu uŋgaʋuya kwandiri, kana asina‐kuɀipiwa naƂaɓa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

65 Akati, “Nemhaka iyi ndakati kwamuri, kuti hakuna munhu angauya kwandiri, kana asina kuzvipiwa nababa.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

65 Akatizve ndokusaka ndakutaurirai kuti, “Hapana angauye kwandiri kana asina kuzvipiwa naBaba.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

65 Akatizve ndokusaka ndakutaurirai kuti, “Hapana angauye kwandiri kana asina kuzvipiwa naBaba.”

See the chapter Copy




Johane 6:65

Follow us:

Advertisements


Advertisements