Johane 6:63 - Shona BIBLE63 Mweya ndiye anoraramisa, nyama haina maturo; mashoko andakataura kwamuri, ndiwo mweya noupenyu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)63 Mŋeya ndiye unoraramisa, nyama hainamaturo; mashoko andakataura kwamuri, ndiwo mŋeya noʋupenyu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200263 Mweya ndiye anoraramisa, nyama haina maturo; mashoko andakataura kwamuri, ndiwo mweya noupenyu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika63 “Mweya ndiwo anopa upenyu; nyama haina maturo. Mazwi andataura kwamuri, mweya noupenyu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona63 “Mweya ndiwo anopa upenyu; nyama haina maturo. Mazwi andataura kwamuri, mweya noupenyu. See the chapter |