Johane 6:57 - Shona BIBLE57 Baba vapenyu, sezvavakandituma, neni ndichirarama naBaba; saizvozvo anondidya, achararama neni. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)57 Ƃaɓa ʋapenyu, seɀaʋakandituma, neni ndicirarama naƂaɓa; saiɀoɀo unondidya, ucararama neni. See the chapterShona Bible 1949 revised 200257 Baba vapenyu, sezvavakandituma, neni ndichirarama nababa; saizvozvo anondidya, achararama neni. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika57 Sokutumwa kwandakaitwa naBaba vapenyu uye kuti ndinoraramiswa naBaba ndizvozvowo zvinoita vanondidya vachararamiswa neni. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona57 Sokutumwa kwandakaitwa naBaba vapenyu uye kuti ndinoraramiswa naBaba ndizvozvowo zvinoita vanondidya vachararamiswa neni. See the chapter |