Johane 6:56 - Shona BIBLE56 Anodya nyama yangu, naanonwa ropa rangu, anogara mandiri, neni maari. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)56 Unodya nyama yaŋgu, nounonwa ropa raŋgu, unogara mandiri, neni maari. See the chapterShona Bible 1949 revised 200256 Anodya nyama yangu, naanonwa ropa rangu, anogara mandiri, neni maari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika56 Anodya nyama yangu nokunwa ropa rangu anogara mandiri neniwo maari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona56 Anodya nyama yangu nokunwa ropa rangu anogara mandiri neniwo maari. See the chapter |