Online Bible

- Advertisements -




Johane 6:46 - Shona BIBLE

46 Handirevi kuti kune munhu akaona Baba; asi uyo anobva kuna Mwari, ndiye akaona Baba.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

46 Handireʋi kuti kunomunhu wakaʋona Ƃaɓa; asi uyo unobva kunaMŋari, ndiye wakaʋona Ƃaɓa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

46 Handirevi kuti kune munhu akaona baba; asi uyo anobva kuna Mwari, ndiye akaona baba.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

46 Hazvirevi kuti pana akamboona Baba kusiya iye akabva kuna Mwari ndiye akaona Baba.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

46 Hazvirevi kuti pana akamboona Baba kusiya iye akabva kuna Mwari ndiye akaona Baba.

See the chapter Copy




Johane 6:46

Follow us:

Advertisements


Advertisements