Online Bible

- Advertisements -

Johane 6:41 - Shona BIBLE

41 Zvino vaJudha vakagun'un'una pamusoro pake, nokuti akati, “Ndini chingwa chakaburuka kudenga.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

41 Ɀino ʋaJuda ʋakaŋuŋuna pamsoro pake, nokuti wakati: Ndini ciŋgwa cakaɓuruka kuɗeŋga.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

41 Zvino vaJudha vakagun'un'una pamusoro pake, nokuti akati, “Ndini chingwa chakaburuka kudenga.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

41 VaJudha vakabva vamunyunyutira nokuti akati, “Ndini chingwa chakabva kudenga.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

41 VaJudha vakabva vamunyunyutira nokuti akati, “Ndini chingwa chakabva kudenga.”

See the chapter Copy

Johane 6:41

Follow us:

Advertisements

Advertisements