Johane 6:38 - Shona BIBLE38 Nokuti handina kuburuka kudenga, kuti ndiite kuda kwangu, asi kuda kwoakandituma. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 Nokuti handina‐kuɓuruka kuɗeŋga, kuti ndiite kuɗa kwaŋgu, asi kuɗa kwowakandituma. See the chapterShona Bible 1949 revised 200238 Nokuti handina kuburuka kudenga, kuti ndiite kuda kwangu, asi kuda kwoakandituma. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Nokuti ndakauya ndichibva kudenga kwete kuzoita kuda kwangu asi kuda kwewakandituma. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona38 Nokuti ndakauya ndichibva kudenga kwete kuzoita kuda kwangu asi kuda kwewakandituma. See the chapter |