Johane 6:33 - Shona BIBLE33 Nokuti chingwa chaMwari ndicho chinoburuka kudenga, chinopa pasi upenyu.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Nokuti ciŋgwa caMŋari ndico cinoɓuruka kuɗeŋga, cinopa nyika ʋupenyu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200233 Nokuti chingwa chaMwari ndicho chinoburuka kudenga, chinopa pasi upenyu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Nokuti chingwa chaMwari ndechiya chinobva kudenga uye chinopa upenyu kunyika.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona33 Nokuti chingwa chaMwari ndechiya chinobva kudenga uye chinopa upenyu kunyika.” See the chapter |