Johane 6:25 - Shona BIBLE25 Zvino vakati vamuwana mhiri kwegungwa, vakati kwaari, “Rabhi, mauya pano rinhiko?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ɀino ʋakati ʋamuwana mhiri kweguŋgwa, ʋakati kwaari: Rabi, maʋuya pano riniko? See the chapterShona Bible 1949 revised 200225 Zvino vakati vamuwana mhiri kwegungwa, vakati kwaari, “Rabhi, mauya pano riniko?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Pavakamuwana kumhiri kuya kweGungwa, vakati kwaari, “Rabhi makauya kuno riniko?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona25 Pavakamuwana kumhiri kuya kweGungwa, vakati kwaari, “Rabhi makauya kuno riniko?” See the chapter |