Johane 5:4 - Shona BIBLE4 Nokuti mutumwa waiburukira mudziva iro neimwe nguva, achibvongodza mvura; zvino uyo aitanga kupinda mumvura yabvongodzwa aiporeswa, kunyangwe akanga akabatwa nokurwara kupi nokupi.] See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Nokuti mutumŋa waiɓurukira mudziʋa iro neimŋe ŋguʋa, acibvoŋgodza mvura; ɀino uyo waitaŋga kupinda mumvura yabvoŋgodzwa waiporeswa, kunyaŋge akaŋga akaɓatwa nokurwara kupi nokupi.] See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Nokuti mutumwa waiburukira mudziva iro neimwe nguva, achibvongodza mvura; zvino uyo aitanga kupinda mumvura yabvongodzwa aiporeswa, kunyange akanga akabatwa nokurwara kupi nokupi.] See the chapter |