Johane 5:29 - Shona BIBLE29 vachabuda; avo vakaita zvakanaka, kukumuka kwoupenyu, avo vakaita zvakaipa, kukumuka kwokutongwa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 ʋacaɓuɗa; aʋo ʋakaita ɀakanaka, kukumuka kwoʋupenyu, aʋo ʋakaita ɀakaipa, kukumuka kwokutoŋgwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200229 vachabuda; avo vakaita zvakanaka, kukumuka kwoupenyu, avo vakaita zvakaipa, kukumuka kwokutongwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Vakaita zvakarurama vachimukira upenyu, vanenge vakaita zvakaipa vachimukira kutongwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona29 Vakaita zvakarurama vachimukira upenyu, vanenge vakaita zvakaipa vachimukira kutongwa. See the chapter |