Johane 5:22 - Shona BIBLE22 Nokuti naBaba havatongi munhu, asi vakapa Mwanakomana kutonga kwose, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Nokuti naƂaɓa haʋatoŋgi munhu, asi ʋakapa Mŋanakomana kutoŋga kwose, See the chapterShona Bible 1949 revised 200222 Nokuti nababa havatongi munhu, asi vakapa Mwanakomana kutonga kwose, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Baba havatongi munhu, asi vakapa kutonga kwose kumwanakomana See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona22 Baba havatongi munhu, asi vakapa kutonga kwose kumwanakomana See the chapter |