Online Bible

- Advertisements -




Johane 5:18 - Shona BIBLE

18 Saka zvino vaJudha vakatsvaka zvikuru kumuuraya, nokuti akanga asingatyori murairo weSabata bedzi, asi akatiwo Mwari ndiBaba vake, achizvienzanisa naMwari.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Saka ɀino ʋaJuda ʋakatȿaka ɀikuru kumuʋuraya, nokuti wakaŋga asiŋgaputsi murairo wesaɓata ɓedzi, asi wakati ʋo Mŋari ndiƂaɓa ʋake, aciɀienzanisa naMŋari.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Saka zvino vaJudha vakatsvaka zvikuru kumuuraya, nokuti akanga asingatyori murayiro weSabata bedzi, asi akatiwo Mwari ndibaba vake, achizvienzanisa naMwari.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Ndokusaka vaJudha vakatonyanya kuda kumuuraya nokuti haana kungotyora chete mutemo weSabata, asi kuti akatiwo Mwari ndiBaba vake pachake achizvienzanisa naMwari.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Ndokusaka vaJudha vakatonyanya kuda kumuuraya nokuti haana kungotyora chete mutemo weSabata, asi kuti akatiwo Mwari ndiBaba vake pachake achizvienzanisa naMwari.

See the chapter Copy




Johane 5:18

Follow us:

Advertisements


Advertisements