Johane 5:16 - Shona BIBLE16 Saka vaJudha vakatambudza Jesu, nokuti wakazviita izvozvo neSabata. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Saka ʋaJuda ʋakatambudza Jesu, nokuti wakaɀiita iɀoɀo nesaɓata. See the chapterShona Bible 1949 revised 200216 Saka vaJudha vakatambudza Jesu, nokuti wakazviita izvozvo neSabata. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Ndizvo zvakaita kuti vaJudha vaonese Jesu nhamo nokuti akaita zvinhu zvakadai nomusi weSabata. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona16 Ndizvo zvakaita kuti vaJudha vaonese Jesu nhamo nokuti akaita zvinhu zvakadai nomusi weSabata. See the chapter |