Online Bible

- Advertisements -




Johane 5:14 - Shona BIBLE

14 Shure kwaizvozvo Jesu akamuwana mutemberi, akati kwaari, “Tarira, waporeswa; usatadzazve, kuti urege kubatwa nechinhu chakaipa chinokunda ichi.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Shure kwaiɀoɀo Jesu akamuwana mutembere, akati kwaari: Tarira, waporeswa; usatadza ɀe, kuti urege kuɓatwa necinhu cakaipa cinokunda cici.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Shure kwaizvozvo Jesu akamuwana mutemberi, akati kwaari, “Tarira, waporeswa; usatadzazve, kuti urege kubatwa nechinhu chakaipa chinokunda chichi.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Mushure mezvo Jesu akamuwana paTemberi akamuti, “Tarisa uone kuti wapora; usatadzezve kuti urege kuwirwa nezvakapinda izvi.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Mushure mezvo Jesu akamuwana paTemberi akamuti, “Tarisa uone kuti wapora; usatadzezve kuti urege kuwirwa nezvakapinda izvi.”

See the chapter Copy




Johane 5:14

Follow us:

Advertisements


Advertisements