Online Bible

- Advertisements -

Johane 5:12 - Shona BIBLE

12 Vakamubvunza, vachiti, “Ndianiko munhu uyo akati kwauri, tora nhoo dzako, ufambe?”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Ʋakamubvunza, ʋaciti: Ndianiko munhu uyo wakati kwauri: Tora nhoʋo dzako, ufambe?

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Vakamubvunza, vachiti, “Ndianiko munhu uyo akati kwauri, tora nhoo dzako, ufambe?”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Vakamubvunza kuti, “Ndiani munhu iyeyo akutaurira kuti tora rukukwe rwako ufambe?”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Vakamubvunza kuti, “Ndiani munhu iyeyo akutaurira kuti tora rukukwe rwako ufambe?”

See the chapter Copy

Johane 5:12

Follow us:

Advertisements

Advertisements