Johane 4:52 - Shona BIBLE52 Zvino akavabvunza nguva yaakatanga kunaya nayo. Vakati kwaari, “Zuro nenguva yechinomwe fivha yakabva kwaari.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)52 Ɀino akaʋabvunza ŋguʋa yaakataŋga kunaya nayo. Ʋakati kwaari: Zuro neŋguʋa yecinomŋe fiviri yakabva kwaari. See the chapterShona Bible 1949 revised 200252 Zvino akavabvunza nguva yaakatanga kunaya nayo. Vakati kwaari, “Zuro nenguva yechinomwe fivha yakabva kwaari.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika52 Naizvozvo akabvunza nguva yaakatangisa kuita zvakanaka. Vakati kwaari, “Denda rakamusiya nezuro panguva dzahwani masikati.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona52 Naizvozvo akabvunza nguva yaakatangisa kuita zvakanaka. Vakati kwaari, “Denda rakamusiya nezuro panguva dzahwani masikati.” See the chapter |