Johane 4:50 - Shona BIBLE50 Jesu akati kwaari, “Enda hako, mwanakomana wako mupenyu.” Munhu uyu akatenda shoko rakarehwa naJesu kwaari, akaenda. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)50 Jesu akati kwaari: Enda hako, mŋanakomana wako mupenyu. Munhu uyu akatenda shoko rakarebga naJesu kwaari, akaenda. See the chapterShona Bible 1949 revised 200250 Jesu akati kwaari, “Enda hako, mwanakomana wako mupenyu.” Munhu uyu akatenda shoko rakarehwa naJesu kwaari, akaenda. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika50 Jesu akati, “Chiendai zvenyu mwana wenyu achararama.” Murume uya akadavira zvaakaudzwa naJesu akabva aenda. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona50 Jesu akati, “Chiendai zvenyu mwana wenyu achararama.” Murume uya akadavira zvaakaudzwa naJesu akabva aenda. See the chapter |