Johane 4:47 - Shona BIBLE47 Iye akati achinzwa kuti Jesu abva Judhiya, asvika Gareriya, akaenda kwaari, akamunyengetera kuti aburuke kundoporesa mwanakomana wake; nokuti akanga achitandadza. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)47 Iye wakati acinzwa kuti Jesu wabva Judea, waȿika Garirea, akaenda kwaari, akamunyeŋgetera kuti aɓuruke kundoporesa mŋanakomana wake; nokuti wakaŋga wotandadza. See the chapterShona Bible 1949 revised 200247 Iye akati achinzwa kuti Jesu abva Judhea, asvika Gariria, akaenda kwaari, akamunyengetera kuti aburuke kundoporesa mwanakomana wake; nokuti akanga achitandadza. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika47 Murume uyu paakanzwa kuti Jesu akanga auya kuGarirea achibva kuJudhea akaenda akandomukumbira kuti auye azoporesa mwanakomana wake nokuti akanga avapedyo nokufa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona47 Murume uyu paakanzwa kuti Jesu akanga auya kuGarirea achibva kuJudhea akaenda akandomukumbira kuti auye azoporesa mwanakomana wake nokuti akanga avapedyo nokufa. See the chapter |