Johane 4:40 - Shona BIBLE40 Zvino vaSamaria vakati vachisvika kwaari, vakamunyengetera kuti agare navo; akagarapo mazuva maviri. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 Ɀino ʋaSamaria ʋakati ʋaciȿika kwaari, ʋakamunyeŋgetera kuti agare naʋo; akagara’po mazuʋa maʋiri. See the chapterShona Bible 1949 revised 200240 Zvino vaSamaria vakati vachisvika kwaari, vakamunyengetera kuti agare navo; akagarapo mazuva maviri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Naizvozvo vaSamaria pavakauya kwaari vakamukumbira kuti ambogara navo. Akagaramo kwamazuva maviri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona40 Naizvozvo vaSamaria pavakauya kwaari vakamukumbira kuti ambogara navo. Akagaramo kwamazuva maviri. See the chapter |