Online Bible

- Advertisements -




Johane 4:27 - Shona BIBLE

27 Zvino vadzidzi vake vakasvika, vakashamiswa vachiona kuti anotaurirana nomukadzi; kunyangwe zvakadaro hakuna mumwe akati, “Munotsvakeiko kwaari?” Kana, “Munotaurireiko naye?”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 Ɀino ʋadzidzi ʋake ʋakaȿika, ʋakashamiswa ʋaciʋona kuti unotaurirana nomukadzi; kunyaŋge ɀakaɗaro hakunomumŋe wakati: Munotȿakeiko? Kana: Munotaurireiko naye?

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

27 Zvino vadzidzi vake vakasvika, vakashamiswa vachiona kuti anotaurirana nomukadzi; kunyange zvakadaro hakuna mumwe akati, “Munotsvakeiko kwaari?” Kana, “Munotaurireiko naye?”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Ipapo ndipo pakabva pauya vadzidzi vake. Vakashamiswa kuti aitaura nomunhukadzi. Asi hapana akati, “Munodei kwaari?” Kana kuti, “Munotaurirei naye?”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

27 Ipapo ndipo pakabva pauya vadzidzi vake. Vakashamiswa kuti aitaura nomunhukadzi. Asi hapana akati, “Munodei kwaari?” Kana kuti, “Munotaurirei naye?”

See the chapter Copy




Johane 4:27

Follow us:

Advertisements


Advertisements