Johane 4:23 - Shona BIBLE23 Asi nguva inouya, nazvino yatovapo, yokuti vanonamata nechokwadi vachanamata Baba mumweya nechokwadi; nokuti Baba vanotsvaka vakadaro kuzomunamata. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Asi ŋguʋa inoʋuya, naɀino yatoʋa’po, yokuti ʋanonamata neɀokwaɗi ʋacanamata Ƃaɓa mumŋeya neɀokwaɗi; nokuti Ƃaɓa ʋanotȿaka ʋakaɗaro kuzomunamata. See the chapterShona Bible 1949 revised 200223 Asi nguva inouya, nazvino yatovapo, yokuti vanonamata nechokwadi vachanamata baba mumweya nechokwadi; nokuti baba vanotsvaka vakadaro kuzomunamata. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Asi nguva iri kuuya uye yatosvika ichanamatwa Baba navanamati vechokwadi vanomunamata muMweya nomuchokwadi nokuti Baba vanotsvaka vakadai kuti vavanamate. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona23 Asi nguva iri kuuya uye yatosvika ichanamatwa Baba navanamati vechokwadi vanomunamata muMweya nomuchokwadi nokuti Baba vanotsvaka vakadai kuti vavanamate. See the chapter |