Johane 4:18 - Shona BIBLE18 “Nokuti watova navarume vashanu; uyo waunaye zvino, haasi murume wako; apo wareva chokwadi.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Nokuti watoʋa naʋarume ʋashanu; uyo, waunaye ɀino, haazi murume wako; apo wareʋa ɀokwaɗi. See the chapterShona Bible 1949 revised 200218 “Nokuti watova navarume vashanu; uyo waunaye zvino, haasi murume wako; apo wareva chokwadi.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 nokuti wakamboita varume vashanu uye wauinaye zvino haasi murume wako. Apo wataura chokwadi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona18 nokuti wakamboita varume vashanu uye wauinaye zvino haasi murume wako. Apo wataura chokwadi. See the chapter |