Johane 3:33 - Shona BIBLE33 Uyo akagamuchira kupupura kwake, akasimbisa kuti Mwari ndowechokwadi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Uyo wakagamucira kupupura kwake, wakasimbisa kuti Mŋari ndowaɀokwaɗi. See the chapterShona Bible 1949 revised 200233 Uyo akagamuchira kupupura kwake, akasimbisa kuti Mwari ndowechokwadi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Munhu anogamuchira uchapupu hwake ihwohwo anotsinhira kuti, Mwari ari pachokwadi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona33 Munhu anogamuchira uchapupu hwake ihwohwo anotsinhira kuti, Mwari ari pachokwadi. See the chapter |