Johane 3:10 - Shona BIBLE10 Jesu akapindura, akati kwaari, “Iwe uri mudzidzisi waVaIsiraeri, haunzwisisi zvinhu izvozvi here? See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Jesu akapindura, akati kwaari: Iwe uri mudzidzisi waʋaIsraeri, haunzwisisi ɀinhu iɀoɀi here? See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 Jesu akapindura, akati kwaari, “Iwe uri mudzidzisi wavaIsiraeri, haunzwisisi zvinhu izvozvi here? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 “Iwe uri mudzidzisi weIsiraeri kudai haunzwisisi zvinhu izvi sei? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 “Iwe uri mudzidzisi weIsiraeri kudai haunzwisisi zvinhu izvi sei? See the chapter |