Johane 21:5 - Shona BIBLE5 Zvino Jesu akati kwavari, “Vana, mune hove here?” Vakamupindura, vachiti, “Kwete.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ɀino Jesu akati kwaʋari: Ʋana, muneciseʋo here? Ʋakamupindura, ʋaciti: Kwete. See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 Zvino Jesu akati kwavari, “Vana, mune hove here?” Vakamupindura, vachiti, “Kwete.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Jesu akati kwavari, “Nhai varume, pane chamabata chokusevesa here?” Vakamupindura vachiti, “Kwete.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 Jesu akati kwavari, “Nhai varume, pane chamabata chokusevesa here?” Vakamupindura vachiti, “Kwete.” See the chapter |