Johane 21:4 - Shona BIBLE4 Zvino kwakati kwaedza, Jesu akamira pamhenderekedzo, asi vadzidzi vakanga vasingazivi kuti ndiJesu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ɀino kwakati kwoedza, Jesu akamira pamhenderekedzo, asi ʋadzidzi ʋakaŋga ʋasiŋgaziʋi kuti ndiJesu. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Zvino kwakati kwaedza, Jesu akamira pamhenderekedzo, asi vadzidzi vakanga vasingazivi kuti ndiJesu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Mambakwedza Jesu akamira pamahombekombe asi vadzidzi havana kuziva kuti ndiJesu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Mambakwedza Jesu akamira pamahombekombe asi vadzidzi havana kuziva kuti ndiJesu. See the chapter |