Johane 20:29 - Shona BIBLE29 Jesu akati kwaari, “Watenda, nokuti wandiona? Vacharopafadzwa vanotenda, kunyangwe vasina kuona.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Jesu akati kwaari: Watenda, nokuti wandiʋona? Ʋacaropafadzwa ʋanotenda, kunyaŋge ʋasina‐kuʋona. See the chapterShona Bible 1949 revised 200229 Jesu akati kwaari, “Watenda, nokuti wandiona? Vacharopafadzwa vanotenda, kunyange vasina kuona.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Jesu akati kwaari, “Watenda nokuti wandiona nhai? Vakakomborerwa zvavo vanotenda ivo vasina kundiona.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona29 Jesu akati kwaari, “Watenda nokuti wandiona nhai? Vakakomborerwa zvavo vanotenda ivo vasina kundiona.” See the chapter |