Online Bible

- Advertisements -

Johane 20:20 - Shona BIBLE

20 Zvino akati areva izvozvo, akavaratidza zvanza zvake norutivi rwake. Vadzidzi vakafara vachiona Ishe.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Ɀino wakati areʋa iɀoɀo, akaʋaratidza ɀanza ɀake norutiʋi rwake. Ʋadzidzi ʋakafara ʋaciʋona Ishe.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

20 Zvino akati areva izvozvo, akavaratidza zvanza zvake norutivi rwake. Vadzidzi vakafara vachiona Ishe.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Paakataura izvi akavaratidza maoko ake naparutivi pake. Vadzidzi vakabva vafara pavakaona Tenzi.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Paakataura izvi akavaratidza maoko ake naparutivi pake. Vadzidzi vakabva vafara pavakaona Tenzi.

See the chapter Copy

Johane 20:20

Follow us:

Advertisements

Advertisements