Online Bible

- Advertisements -

Johane 20:19 - Shona BIBLE

19 Zvino ava madeko pazuva iro rokutanga revhiki, misuwo yapfigwa pavakanga vari vadzidzi nokutya vaJudha, Jesu akauya, akamira pakati pavo, akati kwavari, “Rugare kwamuri!”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Ɀino aʋa maɗeko pazuʋa iro rokutaŋga reviki, mikoʋa yapfigwa paʋakaŋga ʋari ʋadzidzi nokutya ʋaJuda, Jesu akaʋuya, akamira pakati paʋo, akati kwaʋari: Rugare kwamuri!

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Zvino ava madeko pazuva iro rokutanga revhiki, misuo yapfigwa pavakanga vari vadzidzi nokutya vaJudha, Jesu akauya, akamira pakati pavo, akati kwavari, “Rugare kwamuri!”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Manheru ezuva rakarero, zuva rokutanga revhiki Jesu akauya mumba maiva navadzidzi; izvozvo makonhi amavakanga vari akanga akaiswa zvihuri pamusana pokutya vaJudha. Akasvikomira pakati pavo akati kwavari, “Rugare ngaruve nemi.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Manheru ezuva rakarero, zuva rokutanga revhiki Jesu akauya mumba maiva navadzidzi; izvozvo makonhi amavakanga vari akanga akaiswa zvihuri pamusana pokutya vaJudha. Akasvikomira pakati pavo akati kwavari, “Rugare ngaruve nemi.”

See the chapter Copy

Johane 20:19

Follow us:

Advertisements

Advertisements