Johane 2:16 - Shona BIBLE16 Akati kuna vaitengesa njiva, “Bvisai zvinhu izvozvo muno; musaita imba yaBaba vangu imba yokutengesera.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Akati kunaʋaiteŋgesa njiʋa: Bvisai ɀinhu iɀoɀo muno; musaita imba yaƂaɓa ʋaŋgu imba yokuteŋgesera. See the chapterShona Bible 1949 revised 200216 Akati kuna vaitengesa njiva, “Bvisai zvinhu izvozvo muno; musaita imba yababa vangu imba yokutengesera.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Akataurira vainge vachitengesa hangaiwa kuti, “Bvisai zvinhu izvi muno. Hamufaniri kuita imba yaBaba vangu musika.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona16 Akataurira vainge vachitengesa hangaiwa kuti, “Bvisai zvinhu izvi muno. Hamufaniri kuita imba yaBaba vangu musika.” See the chapter |