Johane 19:7 - Shona BIBLE7 VaJudha vakamupindura, vakati, “Isu tine murairo, zvino nomurairo wedu anofanira kufa, nokuti akazviita Mwanakomana waMwari.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 ƲaJuda ʋakamupindura, ʋakati: Isu tinomurairo, ɀino nomurairo weɗu unofanira kufa, nokuti wakaɀiita Mŋanakomana waMŋari. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 VaJudha vakamupindura, vakati, “Isu tine murayiro, zvino nomurayiro wedu anofanira kufa, nokuti akazviita Mwanakomana waMwari.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 VaJudha vakamupindura kuti, “Isu tine mutemo, maererano nomutemo iwoyo anofanira kuti afe nokuti akazviita Mwanakomana waMwari.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 VaJudha vakamupindura kuti, “Isu tine mutemo, maererano nomutemo iwoyo anofanira kuti afe nokuti akazviita Mwanakomana waMwari.” See the chapter |