Johane 19:42 - Shona BIBLE42 Zvino vakaisa Jesu ipapo, zvawakanga uri musi woKugadzirira kwavaJudha, (nokuti hwiro hwakanga huri pedyo.) See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)42 Ɀino ʋakaisa Jesu ipapo, ɀawakaŋga uri musi woKugadzirira kwaʋaJuda, (nokuti bgiro bgakaŋga bguri pedyo). See the chapterShona Bible 1949 revised 200242 Zvino vakaisa Jesu ipapo, zvawakanga uri musi woKugadzirira kwavaJudha, (nokuti bwiro hwakanga huri pedyo.) See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika42 Naizvozvo, zvaraiva zuva ravaJudha rokugadzirira Pasika uye guva iroro zvaraiva riri padyo kudaro vakaradzika Jesu imomo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona42 Naizvozvo, zvaraiva zuva ravaJudha rokugadzirira Pasika uye guva iroro zvaraiva riri padyo kudaro vakaradzika Jesu imomo. See the chapter |