Johane 19:41 - Shona BIBLE41 Panzvimbo iyo, paakaroverwa pamuchinjikwa, pakanga pano munda; mumunda imomo maiva nohwiro hutsva, makanga musina kumboiswa munhu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Panɀimbo iyo, paakaroʋerwa pamucinjikwa, pakaŋga panomunda; mumunda imomo maiʋa nobgiro bgutȿa, makaŋga musinakumboiswa munhu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200241 Panzvimbo iyo, paakaroverwa pamuchinjikwa, pakanga pano munda; mumunda imomo maiva nobwiro hutsva, makanga musina kumboiswa munhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Panzvimbo yaakarovererwa pakanga paine bindu. Mubindu imomo maiva neguva idzva makanga musati mambovigwa munhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona41 Panzvimbo yaakarovererwa pakanga paine bindu. Mubindu imomo maiva neguva idzva makanga musati mambovigwa munhu. See the chapter |