Johane 19:4 - Shona BIBLE4 Ipapo Pirato akabudazve, akati kwavari, “Tarirai, ndamubudisa kwamuri, muzive kuti handiwani mhosva kwaari.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ipapo Pirato akaɓuɗa ɀe, akati kwaʋari: Tarirai, ndamuɓuɗisira kwamuri, muziʋe kuti handiwani mhoȿa kwaari. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Ipapo Pirato akabudazve, akati kwavari, “Tarirai, ndamubudisa kwamuri, muzive kuti handiwani mhosva kwaari.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Pirato akabudazve akati kwavari, “Chinzwai, ndavakumuburitsa kwamuri kuti muzive kuti ini ndashaya mhosva yaanayo.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Pirato akabudazve akati kwavari, “Chinzwai, ndavakumuburitsa kwamuri kuti muzive kuti ini ndashaya mhosva yaanayo.” See the chapter |